Numeri 16:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Cinhu ciɗuku here ɀawakatiɓuɗisa munyika inoyerera mukaka noʋuci, kuti utiʋurayire murenje; ɀino woɗo‐kuɀiita ishe pamsoro peɗu here? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Chinhu chiduku here zvawakatibudisa munyika inoyerera mukaka nouchi, kuti utiurayire murenje; zvino woda kuzviita ishe pamusoro pedu here? Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ko unoti chinhu chiduku here chawakaita chokuti wakatibvisa munyika yakanaka inoerera uchi nomukaka kuzotiurayisa muno murenje, zvawava kutoda kuzviita mutongi wedu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ko unoti chinhu chiduku here chawakaita chokuti wakatibvisa munyika yakanaka inoerera uchi nomukaka kuzotiurayisa muno murenje, zvawava kutoda kuzviita mutongi wedu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Hazvina kukwana here kuti makatibudisa munyika inoyerera mukaka nouchi kuti muzotiurayira murenje? Uye iye zvino munoda kubata ushe pamusoro pedu here? Sien die hoofstuk |