Numeri 15:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mapinda munyika yamunozogara, yandinokupai; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mapinda munyika yamunozogara, yandinokupai; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana mava munyika yandichakupai kuti mugaremo, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana mava munyika yandichakupai kuti mugaremo, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mapinda munyika yandinokupai kuti mugare, Sien die hoofstuk |