Numeri 14:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ʋana ʋenyu ʋacadzuŋgaira saʋafudzi murenje makore anamakumi manna, ʋacirobga nokuɗa kwokupata kwenyu, kuȿikira ɀitunha ɀenyu ɀaparadzwa murenje. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200233 Vana venyu vachadzungaira savafudzi murenje makore ana makumi mana, vachirohwa nokuda kwokupata kwenyu, kusvikira zvitunha zvenyu zvaparadzwa murenje. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vana venyu vachava vafudzi murenje kwamakore makumi mana vachatambudzika nokuda kwokusatendeka kwenyu kusvikira chitunha chenyu chokupedzisira chati rabada murenje muno. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vana venyu vachava vafudzi murenje kwamakore makumi mana vachatambudzika nokuda kwokusatendeka kwenyu kusvikira chitunha chenyu chokupedzisira chati rabada murenje muno. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vana venyu vachava vafudzi muno kwamakore makumi mana, vachitambudzika nokuda kwokusatendeka kwenyu, kusvikira chitunha chenyu chokupedzisira chavata murenje rino. Sien die hoofstuk |