Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 13:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Takaʋona’po ʋanhu ʋarefu, ʋana ʋaAnaki, ʋanobva paʋarefu; kana ticiɀifananidza, takaŋga takaita semhashu, ndoɀatakaŋga takaita kwaʋari ʋo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Takaonapo vanhu varefu, vana vaAnaki, vanobva pavarefu; kana tichizvifananidza, takanga takaita semhashu, ndozvatakanga takaita kwavariwo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Takaonawo hofori dzavanhu vorudzi rwaAnakimu. Isu takanga takaita sehwiza ndiko kutiona kwavaitiita.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Takaonawo hofori dzavanhu vorudzi rwaAnakimu. Isu takanga takaita sehwiza ndiko kutiona kwavaitiita.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Takaona vaNefirimi (izvo zvizvarwa zvavaAnaki vanobva kuvaNefirimi) ikoko. Isu tainge mhashu pakuona kwedu, uye tainge takadarowo pakuona kwavo.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 13:33

Volg ons:

Advertensies


Advertensies