Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 13:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Tuma ʋarume kuti ʋandoshora nyika yeKanani, yandicapa ʋana ʋaIsraeri; utume mumŋe worudzi rumŋe norumŋe rwamadziɓaɓa aʋo, ʋose ʋaʋe ʋakuru pakati paʋo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Tuma varume kuti vandoshora nyika yeKenani, yandichapa vana vaIsiraeri; utume mumwe worudzi rumwe norumwe rwamadzibaba avo, vose vave vakuru pakati pavo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Tuma varume vanoenda kundosora nyika yeKanani, yandiri kupa vaIsiraeri. Padzinza rimwe nerimwe ravaIsiraeri tora mumwe wavatungamiriri vavo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Tuma varume vanoenda kundosora nyika yeKanani, yandiri kupa vaIsiraeri. Padzinza rimwe nerimwe ravaIsiraeri tora mumwe wavatungamiriri vavo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Tuma vamwe varume kuti vandosora nyika yeKenani, yandiri kupa kuvaIsraeri. Tuma mutungamiri mumwe kubva kurudzi rumwe norumwe rwamadzitateguru avo.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 13:2

Volg ons:

Advertensies


Advertensies