Numeri 12:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋakati: Ko Jehova wakataura naMosesi iye oga here? Ko haana‐kutaura nesu ʋo here? Jehova akaɀinzwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Vakati, “Ko Jehovha akataura naMosesi iye oga here? Ko haana kutaura nesuo here?” Jehovha akazvinzwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vakati, “Ko Mosesi ndiye oga akangotaurirwa zvinhu naTenzi here? Ko isu hatina kutaurirwawo zvinhu naTenzi here?” Tenzi akanzwa zvavaitaura. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vakati, “Ko Mosesi ndiye oga akangotaurirwa zvinhu naTenzi here? Ko isu hatina kutaurirwawo zvinhu naTenzi here?” Tenzi akanzwa zvavaitaura. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ko, Jehovha akangotaura naMozisi oga here? Ko, haana kutaura kubudikidza nesuwo here?” Uye Jehovha akazvinzwa. Sien die hoofstuk |