Numeri 10:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi kana ʋuŋgano icifanira kuʋuŋganidzwa, munofanira kuridza, asi musaridzisa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Asi kana ungano ichifanira kuunganidzwa, munofanira kuridza, asi musaridzisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi kana zviri zvokuti vanhu vaungane ngakuridzwe mabhosvo asingaridzwi setsuri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi kana zviri zvokuti vanhu vaungane ngakuridzwe mabhosvo asingaridzwi setsuri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kuti ungano iungane, muridze hwamanda, asi kwete namaridziro mamwe chetewo. Sien die hoofstuk |