Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Mupiro 27:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana munhu akaɀisuŋga nokupika kukuru, ʋanhu ŋgaʋaʋe ʋaJehova seɀaunotara iwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

2 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana munhu akazvisunga nokupika kukuru, vanhu ngavave vaJehovha sezvaunotara iwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana munhu akanyatsotsidza kuna Tenzi zvakaenzana nomutengo womunhu kana achida kuzadzisa zvaakatsidza imi ndimi mungaone kutema muripo ungabviswe.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 “Taurira vaIsiraeri kuti, ‘Kana munhu akanyatsotsidza kuna Tenzi zvakaenzana nomutengo womunhu kana achida kuzadzisa zvaakatsidza imi ndimi mungaone kutema muripo ungabviswe.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 “Taura navaIsraeri uti kwavari, ‘Kana munhu akaita mhiko yakasarudzika yokuti akumikidze vanhu kuna Jehovha nokupa mutengo wakaenzanirana,

Sien die hoofstuk Kopieer

Mupiro 27:2

Volg ons:

Advertensies

Advertensies