Mateo 5:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Aninani unokumanikidza kuenda maira imŋe, uende naye mbiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200241 Ani naani anokumanikidza kuenda maira imwe, uende naye mbiri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Kana munhu akakumanikidza kuti umuperekedze kiromita imwechete, muperekedze kwamakiromita maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona41 Kana munhu akakumanikidza kuti umuperekedze kiromita imwechete, muperekedze kwamakiromita maviri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Kana munhu akakumanikidza kufamba mutunhu mumwe chete, famba naye miviri. Sien die hoofstuk |