Mateo 4:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Diaborosi akamuisa muguta dɀene, akamumisa paciruʋu cetembere, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Dhiabhori akaenda naye kuguta dzvene, akamumisa pachiruvi chetemberi, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Dhiabhori akamutora akaenda naye kuguta dzvene pamusorosoro chaipo peTemberi akati kwaari, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo dhiabhori akamutora akaenda naye muguta dzvene uye akandomuita kuti amire pachiruvi chetemberi, akati, Sien die hoofstuk |