Mateo 2:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋakati kwaari: PaBetrehema reJudea; nokuti ndiɀo ɀakanyorwa nomuprofita, ɀicinzi: Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Vakati kwaari, “MuBheterehemu reJudhea; nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita, zvichinzi; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vakamutaurira kuti, “MuBheterehemu yokuJudhea nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita zvichinzi, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vakamutaurira kuti, “MuBheterehemu yokuJudhea nokuti ndizvo zvakanyorwa nomuporofita zvichinzi, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakapindura vachiti, “MuBheterehema reJudhea nokuti izvi ndizvo zvakanyorwa nomuprofita achiti: Sien die hoofstuk |