Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Mateo 2:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 akati: Simuka, utore mŋana namai ʋake, uende kunyika yaʋaIsraeri, nokuti ʋaitȿaka kuʋuraya mŋana ʋafa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

20 akati, “Simuka, utore mwana namai vake, uende kunyika yaIsiraeri, nokuti vaitsvaka kuuraya mwana vakafa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 achiti, “Chisimuka utore mwana naamai vake uende kunyika yeIsiraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 achiti, “Chisimuka utore mwana naamai vake uende kunyika yeIsiraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 akati, “Tora mwana namai vake mudzokere kunyika yeIsraeri nokuti vaya vaida kuuraya mwana vakafa.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Mateo 2:20

Volg ons:

Advertensies


Advertensies