Mapisarema 8:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti makamuita muɗuku ɀishoma kunaMŋari, Makamushoŋgedza korona yokubginya nokukudzwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti makamuita muduku zvishoma kuna Mwari, Makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 asi imi makatoita kuti munhu asiye paduku duku kuti ave saMwari. Muchimupa chiremba chembiri norukudzo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 asi imi makatoita kuti munhu asiye paduku duku kuti ave saMwari. Muchimupa chiremba chembiri norukudzo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Makamuita muduku zvishoma pana Mwari, uye mukamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa. Sien die hoofstuk |