Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Mapisarema 20:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ŋgaaraŋgarire ɀipiriso ɀako ɀose, Agamucire ɀiɓayiro ɀako ɀinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ngaarangarire zvipiriso zvako zvose, Agamuchire zvibayiro zvako zvinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Dai angoyeuka mipiro yenyu yose uye afadzwe nezvibayiro zvenyu zvose. Dzepfunde.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Dai angoyeuka mipiro yenyu yose uye afadzwe nezvibayiro zvenyu zvose. Dzepfunde.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ngaarangarire zvibayiro zvako zvose uye agogamuchira zvibayiro zvako zvinopiswa. Sera

Sien die hoofstuk Kopieer




Mapisarema 20:3

Volg ons:

Advertensies


Advertensies