Mapisarema 2:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndicaparidza cireʋo, cinoti: Jehova wakati kwandiri: Ndiwe mŋanakomana waŋgu; Nhasi ndakakuɓereka. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Ndichaparidza chirevo, chinoti, “Jehovha akati kwandiri, ‘Ndiwe mwanakomana wangu; Nhasi ndakubereka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndichataura pachena chirevo chaTENZI akanditi iwe ndiwe mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndichataura pachena chirevo chaTENZI akanditi iwe ndiwe mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndichaparidza chirevo chaJehovha, ndichiti: Iye akati kwandiri, “Ndiwe Mwanakomana wangu; nhasi ndava Baba vako. Sien die hoofstuk |