Mapisarema 16:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Naiɀoɀo mŋoyo waŋgu unofara, kukudzwa kwaŋgu kunofarisisa; Nyama yaŋgu ʋo icagara yakaceŋgetwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Naizvozvo mwoyo wangu unofara, kukudzwa kwangu kunofarisisa; Nyama yanguo ichagara yakachengetwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Naizvozvo mwoyo wangu unofara, mweya wangu unopembera; kana muviri wangu uchava norugare. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Naizvozvo mwoyo wangu unofara, mweya wangu unopembera; kana muviri wangu uchava norugare. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Naizvozvo mwoyo wangu unofara uye rurimi rwangu runopururudza; muviri wanguwo uchazorora zvakanaka, Sien die hoofstuk |