Mapisarema 16:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndakati kunaJehova: Ndimi Ishe waŋgu; Kunze kwenyu handinecinhu cakanaka. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; Kunze kwenyu handine chinhu chakanaka.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinoti kuna TENZI, “Imi ndimi TENZI wangu. Kunze kwenyu imi handina chimwe chakanaka.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndinoti kuna TENZI, “Imi ndimi TENZI wangu. Kunze kwenyu imi handina chimwe chakanaka.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ndakati kuna Jehovha, “Ndimi Ishe wangu; kunze kwenyu handina chinhu chakanaka.” Sien die hoofstuk |