Johane 2:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi iye wakaŋga acireʋa tembere yomuʋiri wake Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Asi iye akanga achireva temberi yomuviri wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi Temberi yaaitaura waiva muviri wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi Temberi yaaitaura waiva muviri wake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Asi temberi yaaireva waiva muviri wake. Sien die hoofstuk |