Johane 2:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Nezuʋa retatu mutambo wokuwana waiʋa’po paKana yeGarirea; namai ʋaJesu ʋakaŋga ʋari’po. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Nezuva retatu muchato waivapo paKana yeGariria; namai vaJesu vakanga varipo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pazuva retatu kwakava nomuchato kuKana yokuGarirea. Amai vaJesu vakanga variko. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Pazuva retatu kwakava nomuchato kuKana yokuGarirea. Amai vaJesu vakanga variko. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Pazuva rechitatu muchato wakaitwa paKana yomuGarirea. Mai vaJesu vaivapo, Sien die hoofstuk |