Genesi 9:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi imi ɓerekai, muwande; ɓerekai ɀikuru panyika, muwande mukati mayo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 As imi berekai, muwande, berekai zvikuru panyika, muwande mukati mayo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Asi imi berekanai muwande, muite zararira chairo kuzara panyika, murambe muchiwanda mairi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Asi imi berekanai muwande, muite zararira chairo kuzara panyika, murambe muchiwanda mairi.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Kana murimi, berekanai muwande; muwande panyika uye muwande kwazvo pamusoro payo.” Sien die hoofstuk |