Genesi 9:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino Hami, ɓaɓa ʋaKanani, wakaʋona kusasimira kwaɓaɓa ʋake, akaziʋisa ʋakuru ʋake ʋaʋiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Zvino Hamu, baba vaKenani, akaona kusasimira kwababa vake, akazivisa vakuru vake vaviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Hamu baba waKanani akaonerera baba wake asina kupfeka, akandoudza mukoma nomunun'una wake panze. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 Hamu baba waKanani akaonerera baba wake asina kupfeka, akandoudza mukoma nomunun'una wake panze. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Hamu, baba vaKenani, akaona kusasimira kwababa vake akaudza mukoma wake nomununʼuna vake vaiva panze. Sien die hoofstuk |