Genesi 9:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋanakomana ʋaNoa ʋakaɓuɗa muareka ndiʋaʋa: Shemi, naHami, naJafeti; Hami ndiye ɓaɓa ʋaKanani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Vanakomana vaNoa vakabuda muareka ndivava: Shemu, naHamu, naJafeti; Hamu ndiye baba vaKenani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vanakomana vaNowa vakabuda mungarava ndiShemu naHamu naJafeti. Hamu ndiye baba vaKanani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vanakomana vaNowa vakabuda mungarava ndiShemu naHamu naJafeti. Hamu ndiye baba vaKanani. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vanakomana vaNoa vakabuda muareka vaiva Shemu, Hamu naJafeti. (Hamu akanga ari baba vaKenani.) Sien die hoofstuk |