Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Genesi 9:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Mŋari akati kunaNoa: Ndico ciratidzo cesuŋgano yandakaita pakati paŋgu neɀose ɀenyama ɀiri panyika.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Mwari akati kuna Noa, “Ndicho chiratidzo chesungano yandakaita pakati pangu nezvose zvenyama zviri panyika.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Mwari akataurira Nowa achiti, “Ichi ndicho chiratidzo chechitenderano chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Mwari akataurira Nowa achiti, “Ichi ndicho chiratidzo chechitenderano chandaita nezvipenyu zvose zviri panyika.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Saka Mwari akati kuna Noa, “Ichi ndicho chiratidzo chesungano yandakasimbisa pakati pangu nezvipenyu zvose zviri panyika.”

Sien die hoofstuk Kopieer




Genesi 9:17

Volg ons:

Advertensies


Advertensies