Genesi 9:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo Mŋari wakati: Ndico ciratidzo cesuŋgano yandinoita pakati paŋgu nemi neɀipenyu ɀose ɀinemi kuȿikira kumarudzi asiŋgaperi: Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo Mwari akati, “Ndicho chiratidzo chesungano yandinoita pakati pangu nemi nezvipenyu zvose zvinemi kusvikira kumarudzi asingaperi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mwari akati, “Ichi ndicho chiratidzo chechitenderano chandinoita nemi nezvipenyu zvose zvinemi nezvizvarwa zvose zvichauya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mwari akati, “Ichi ndicho chiratidzo chechitenderano chandinoita nemi nezvipenyu zvose zvinemi nezvizvarwa zvose zvichauya. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Uye Mwari akati, “Ichi ndicho chiratidzo chesungano yandiri kuita pakati pangu nemi nezvisikwa zvose zvipenyu zvinemi, sungano yamarudzi ose ari kuzouya: Sien die hoofstuk |