Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Genesi 8:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Mŋari wakaraŋgarira Noa neɀipenyu ɀose, neɀipfuwo ɀose ɀakaŋga ɀiri muareka naye; Mŋari akafambisa mhepo panyika, mvura ikaserera,

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Mwari wakarangarira Noa nezvipenyu zvose, nezvipfuwo zvose zvakanga zviri muareka naye; Mwari akafambisa mhepo panyika, mvura ikaserera,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mwari akazorangarira Nowa nezvipenyu zvose nezvipfuwo zvese zvaaiva nazvo mungarava, saka Mwari akaita kuti mhepo ivhuvhute pasi pose mvura ikabva yava kuserera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mwari akazorangarira Nowa nezvipenyu zvose nezvipfuwo zvese zvaaiva nazvo mungarava, saka Mwari akaita kuti mhepo ivhuvhute pasi pose mvura ikabva yava kuserera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Asi Mwari akarangarira Noa nemhuka dzose dzesango nezvipfuwo zvakanga zvinaye muareka, uye akatuma mhepo pamusoro penyika, uye mvura zhinji ikaserera.

Sien die hoofstuk Kopieer




Genesi 8:1

Volg ons:

Advertensies


Advertensies