Genesi 6:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Marudzi aNoa ndiwo: Noa wakaŋga ari munhu wakarurama, asinemhoȿa mumarudzi ake; Noa wakafamba naMŋari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Marudzi aNoa ndiwo: Noa wakanga ari munhu wakarurama, asina mhosva mumarudzi ake; Noa wakafamba naMwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Izvi ndizvo zvizvarwa zvaNowa. Nowa akanga ari munhu akarurama ano unhu huzere chaihwo pachizvarwa chake. Nowa ainyatsowadzana naMwari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Izvi ndizvo zvizvarwa zvaNowa. Nowa akanga ari munhu akarurama ano unhu huzere chaihwo pachizvarwa chake. Nowa ainyatsowadzana naMwari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Iyi ndiyo rondedzero yezvaNoa. Noa akanga ari munhu akarurama, asina chaanopomerwa pakati pavanhu venguva yake, uye akafamba naMwari. Sien die hoofstuk |