Genesi 48:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Jakobo akati kunaJosefa: Mŋari wamasimba ose wakaɀiratidza kwandiri paRuzi, panyika yeKanani, akandiropafadza, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Jakobho akati kuna Josefa, “Mwari waMasimbaose akazviratidza paRuzi, panyika yeKenani, akandiropafadza, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Iye Aripagomo akazviratidza kwandiri paRuzi kuKanani akandikomborera. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Jakobho akataurira Josefi achiti, “Iye Aripagomo akazviratidza kwandiri paRuzi kuKanani akandikomborera. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Jakobho akati kuna Josefa, “Mwari Wamasimba Ose akazviratidza kwandiri paRuzi munyika yeKenani, uye akandiropafadza ipapo, Sien die hoofstuk |