Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Genesi 47:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Jakobo akati kunaFarao: Mazuʋa amakore oʋutorwa bgaŋgu makore anezana namakumi matatu; mazuʋa amakore oʋupenyu bgaŋgu akaŋga ari mashoma hawo, akaipa, haana‐kuȿikira pamazuʋa amakore oʋupenyu bgamadziɓaɓa aŋgu pamazuʋa oʋutorwa bgaʋo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Jakobho akati kuna Farao, “Mazuva amakore outorwa hwangu makore ane zana namakumi matatu; mazuva amakore oupenyu hwangu akanga ari mashoma hawo, akaipa, haana kusvikira pamazuva amakore oupenyu hwamadzibaba angu pamazuva outorwa hwavo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Jakobho akati kuna Farao, “Ini ndagara panyika ndiri munhu wokuti zvangu apa garei tamei apa garei tamei kwezana namakumi matatu amakore. Makore anga ari okutambura asi mashoma zvawo pane amadzimababa angu vakanga vari vanhu vokutama-tamawo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Uye Jakobho akati kuna Faro, “Makore okufamba kwangu panyika izana namakumi matatu. Makore angu akanga ari mashoma uye akaoma, uye haaenzani namakore okufamba kwamadzibaba angu.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Genesi 47:9

Volg ons:

Advertensies

Advertensies