Genesi 47:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakati kunaFarao: Taʋuya kuzogara tiri ʋatorwa munyika ino; nokuti hakunamafuro amakwai aʋaranda ʋenyu, nokuti kunenzara kunyika yeKanani; ɀino tinokumbira kuti ʋaranda ʋenyu ʋagare munyika yeGosheni Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Vakati kuna Farao, “Tauya kuzogara tiri vatorwa munyika ino; nokuti hakuna mafuro amakwai avaranda venyu, nokuti kune nzara kunyika yeKenani; zvino tinokumbira kuti varanda venyu vagare munyika yeGosheni.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakatiwo kuna Farao, “Isu varanda venyu tauya kuzombogarawo munyika menyu muno nokuti hatichisina mafuro ezvipfuwo zvedu, kuKanani kwaita nzara huru kwazvo, zvino tinokumbirawo kuti tigare zvedu mudunhu reGosheni.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakatiwo kuna Farao, “Isu varanda venyu tauya kuzombogarawo munyika menyu muno nokuti hatichisina mafuro ezvipfuwo zvedu, kuKanani kwaita nzara huru kwazvo, zvino tinokumbirawo kuti tigare zvedu mudunhu reGosheni.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vakatizve kwaari, “Tauya kuzogara kuno kwechinguva, nokuti nzara yakanyanya muKenani uye zvipfuwo zvavaranda venyu hazvisisina mafuro. Saka zvino, tapota regai varanda venyu vagare muGosheni.” Sien die hoofstuk |