Genesi 46:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndiwo mazita aʋana ʋaIsraeri ʋakaȿika Egipita: Jakobo, naʋanakomana ʋake, ʋaiti: Rubeni, ɗaŋgwe raJakobo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Ndiwo mazita avana vaIsiraeri vakasvika Ijipiti: Jakobho, navanakomana vake, vachiti: Rubheni, dangwe raJakobho. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Haanoi mazita avana vaIsiraeri, Jakobho navanakomana vake vaakasvika navo kuIjipiti. Dangwe raJakobho ndiRubheni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Haanoi mazita avana vaIsiraeri, Jakobho navanakomana vake vaakasvika navo kuIjipiti. Dangwe raJakobho ndiRubheni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Aya ndiwo mazita avanakomana vaIsraeri (Jakobho nezvizvarwa zvake) vakaenda kuIjipiti: Rubheni dangwe raJakobho. Sien die hoofstuk |