Genesi 46:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino kana moɗanwa naFarao, akati: Ƃasa renyu nderei? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200233 Zvino kana modanwa naFarao, akati, ‘Basa renyu nderei?’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kana imi mazodaidzwa naFarao achikubvunzai kuti, ‘Basa renyu ndereiko?’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kana imi mazodaidzwa naFarao achikubvunzai kuti, ‘Basa renyu ndereiko?’ Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Pamunodanwa naFaro uye akakubvunzai achiti, ‘Basa renyu ndereiko?’ Sien die hoofstuk |