Genesi 45:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Israeri akati: Ɀariŋgana! Josefa, mŋanakomana waŋgu uciri mupenyu; ndicaenda ndimuʋone ndisati ndafa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Isiraeri akati, “Zvaringana! Josefa, mwanakomana wangu achiri mupenyu; ndichaenda ndimuone ndisati ndafa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Isiraeri akati, “Zvatokwana izvozvi mwana wangu Josefi mupenyu! Ndinoda kuenda chete ndindomuona ndisati ndafa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Isiraeri akati, “Zvatokwana izvozvi mwana wangu Josefi mupenyu! Ndinoda kuenda chete ndindomuona ndisati ndafa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Uye Israeri akati, “Ndagutsikana! Mwana wangu Josefa achiri mupenyu. Ndichaenda kundomuona ndisati ndafa.” Sien die hoofstuk |