Genesi 42:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo Josefa akaraŋgarira kurota kwake kwaakaɗeya kurota pamsoro paʋo, akati kwaʋari: Muri ʋashori, maʋuya kuzoʋona kuti nyika yakashama papi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo Josefa akarangarira kurota kwake kwaakadeya kurota pamusoro pavo, akati kwavari, “Muri vashori, mauya kuzoona kuti nyika yakashama papi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Josefi akayeuka hope dziye dzaakarota dzaitaura nezvavo ndokuti, “Muri vasorika imi, mauya kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Josefi akayeuka hope dziye dzaakarota dzaitaura nezvavo ndokuti, “Muri vasorika imi, mauya kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo akarangarira kurota kwake pamusoro pavo akati kwavari, “Muri vasori imi. Mauya kuzoona nyika yedu paisina kudzivirirwa.” Sien die hoofstuk |