Genesi 42:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi Benjamini, munuŋuna waJosefa, Jakobo haana‐kumutuma naʋakoma ʋake; nokuti wakati: Ɀimŋe uŋgawirwa nenjodzi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Asi Bhenjamini, mun'una waJosefa, Jakobho haana kumutuma navakoma vake; nokuti akati, “Zvimwe angawirwa nenjodzi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini munun'una waJosefi pamwechete navo, aiti zvimwe angawane chinomuwana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini munun'una waJosefi pamwechete navo, aiti zvimwe angawane chinomuwana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini, mununʼuna waJosefa, pamwe chete navamwe, nokuti akanga achitya kuti zvakaipa zvaizomuwira. Sien die hoofstuk |