Genesi 4:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akati: Waiteiko? Inzwi reropa romunuŋuna wako rinoɗanidzira kwandiri panyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Akati, “Waiteiko? Izwi reropa romun'una wako rinodaidzira kwandiri panyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwari akati, “Ko izvozvi uri kuti waiteiko? Ropa romunun'una wako radeukira pasi, riri kuchema kwandiri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mwari akati, “Ko izvozvi uri kuti waiteiko? Ropa romunun'una wako radeukira pasi, riri kuchema kwandiri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jehovha akati, “Waiteiko? Inzwa! Ropa romununʼuna wako riri kudanidzira kwandiri richibva muvhu. Sien die hoofstuk |