Genesi 2:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Munhu akati: Ɀino uyu ifupa ramafupa aŋgu, nenyama yenyama yaŋgu; ucatumidzwa Mukadzi, nokuti wakabviswa paMurume. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Munhu akati, “Zvino uyu ipfupa ramapfupa angu, nenyama yenyama yangu, uchatumidzwa Mukadzi, nokuti wakabviswa paMurume.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Adhamu akati, “Hounoka zvino bvupa ramapfupa angu, nyama yomuviri wangu chaiyo. Achanzi munhukadzi, nokuti akatorwa pamunhurume.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Adhamu akati, “Hounoka zvino bvupa ramapfupa angu, nyama yomuviri wangu chaiyo. Achanzi munhukadzi, nokuti akatorwa pamunhurume.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Murume akati, “Zvino uyu ibvupa ramapfupa angu nenyama yenyama yangu; achanzi ‘mukadzi’, nokuti akatorwa kubva pamurume.” Sien die hoofstuk |