Genesi 2:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Jehova Mŋari akati ɀe. Haɀina‐kunaka kuti munhu agare ari woga; ndicamuitira muɓatsiri wakamukwanira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Jehovha Mwari akatizve, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari woga; ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mwari Tenzi akazoti, “Hazvina kunaka kuti munhu agare oga. Ndichamusikira mubatsiri akakodzerana naye.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Jehovha Mwari akati, “Hazvina kunaka kuti munhu agare ari oga. Ndichamuitira mubatsiri akamukwanira.” Sien die hoofstuk |