Genesi 2:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Jehova Mŋari akaraira munhu, aciti: Uŋgadya hako miti yose yomunda; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Jehovha Mwari akaraira munhu achiti, “Ungadya hako miti yose yomunda, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uye Jehovha Mwari akarayira munhu achiti, “Wakasununguka kuti udye zvinobva pamuti upi zvawo uri mubindu; Sien die hoofstuk |