Genesi 15:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akati kwaari: Ndini Jehova wakakuɓuɗisa panyika yeUri yaʋaKardia, kuti ndikupe nyika iyi, iʋe nhaka yako. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Akati kwaari, “Ndini Jehovha wakakubudisa panyika yeUri yavaKaradhea, kuti ndikupe nyika iyi, ive nhaka yako.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mwari akati, “Ndini Tenzi ndakakuburitsa kuUru yevaKaradhia kuti ndikupe nyika ino kuti ive yako.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mwari akati, “Ndini Tenzi ndakakuburitsa kuUru yevaKaradhia kuti ndikupe nyika ino kuti ive yako.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akatiwo kwaari, “Ndini Jehovha, akakubudisa munyika yeUri yavaKaradhea kuti ndikupe nyika iyi kuti uitore ive yako.” Sien die hoofstuk |