Genesi 15:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo shoko raJehova rakaȿika kwaari, rikati: Uyu haaŋgaʋi mudyi wenhaka yako; asi uyo, ucaɓuɗa paʋura bgako, ndiye ucaʋa mudyi wenhaka yako. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwaari rikati, “Uyu haangavi mudyi wenhaka yako; asi uyo, achabuda paura hwako, ndiye achava mudyi wenhaka yako.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ipapo akanzwa izwi raTenzi richiti, “Munhu wauri kutaura uyu haasi iye achadya nhaka yako. Mwana wako chaiye wokubereka ndiye achadya nhaka yako.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ipapo akanzwa izwi raTenzi richiti, “Munhu wauri kutaura uyu haasi iye achadya nhaka yako. Mwana wako chaiye wokubereka ndiye achadya nhaka yako.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwaari richiti, “Murume uyu haangavi mudyi wenhaka yako, asi mwanakomana anobva mumuviri wako ndiye achava mudyi wenhaka yako.” Sien die hoofstuk |