Eksodo 9:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nyeŋgeterai kunaJehova, nokuti kutinhira kukuru kwaMŋari necimvuramabge ɀariŋgana; ndicakutenderai kuenda, murege kugara. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Nyengeterai kuna Jehovha, nokuti kutinhira kukuru kwaMwari nechimvuramabwe zvaringana; ndichakutenderai kuenda, murege kugara.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Tikumbirireiwo kuna Tenzi nokuti kutinhira kwemheni yaMwari nechimvuramahwe zvanyanya. Zvino ndava kukubvumirai kuenda, handichakurambidzai.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Tikumbirireiwo kuna Tenzi nokuti kutinhira kwemheni yaMwari nechimvuramahwe zvanyanya. Zvino ndava kukubvumirai kuenda, handichakurambidzai.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Nyengeterai kuna Jehovha, nokuti kutinhira nechimvuramabwe zvanyanya. Ndichakutenderai kuti muende; hamuchafaniri kuramba mugerezve muno.” Sien die hoofstuk |