Eksodo 8:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mosesi akati kunaFarao: Imi mukudzwe kupfuʋure’ni! Ndokunyeŋgetererai ŋguʋa ipi, imi naʋaranda ʋenyu, naʋanhu ʋenyu, kuti mataca aparadzwe kwamuri, nomudzimba dzenyu, asare murwizi ɓedzi? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Mosesi akati kuna Farao, “Imi mukudzwe kupfuura ini! Ndokunyengetererai nguva ipi, imi navaranda venyu, navanhu venyu, kuti matatya aparadzwe kwamuri, nomudzimba dzenyu, asare murwizi bedzi?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mosesi akataurira Farao achiti, “Ndichaita zvamareva. Ko ndokunamatirai rini, imi namachinda enyu navanhu venyu kuti mubvisirwe matafi, abve mudzimba dzenyu, asare muna Nairi chete?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mosesi akataurira Farao achiti, “Ndichaita zvamareva. Ko ndokunamatirai rini, imi namachinda enyu navanhu venyu kuti mubvisirwe matafi, abve mudzimba dzenyu, asare muna Nairi chete?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mozisi akati kuna Faro, “Ndinopa ruremekedzo kwamuri kuti mureve nguva yokuti ndikunyengetererei imi navaranda venyu uye navanhu venyu kuti imi nedzimba dzenyu mubvisirwe matatya, kuti asare muna Nairi chete.” Sien die hoofstuk |