Eksodo 8:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Jehova akati kunaMosesi: Iti kunaAroni: Tambanudzira ruʋoko rwako rwakaɓata tȿimbo yako pamsoro penzizi, napamsoro pehoʋa, napamsoro pamadziʋa, uraire mataca kuti akwire panyika yeEgipita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Jehovha akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudzira ruoko rwako rwakabata tsvimbo yako pamusoro penzizi, napamusoro pehova, napamusoro pamadziva, uraire matatya kuti akwire panyika yeIjipiti.’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudzira tsvimbo yako pamusoro penzizi nemigero namadziva kuti matafi auye panyika yeIjipiti.’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tenzi akati kuna Mosesi, “Iti kuna Aroni, ‘Tambanudzira tsvimbo yako pamusoro penzizi nemigero namadziva kuti matafi auye panyika yeIjipiti.’ ” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Taurira Aroni uti, ‘Tambanudza ruoko rwako pamwe chete netsvimbo yako pamusoro pehova napamusoro pemigero napamadziva, uye uite kuti matatya auye pamusoro penyika yeIjipiti.’ ” Sien die hoofstuk |