Eksodo 8:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi Farao wakawomesa mŋoyo wake neŋguʋa iyo ʋo, akasatendera ʋanhu kuenda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200232 Asi Farao akaomesa mwoyo wake nenguva iyowo, akasatendera vanhu kuenda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Asi panguva inozve, Faro akaomesa mwoyo wake uye akaramba kutendera vanhu kuti vaende. Sien die hoofstuk |