Eksodo 8:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Jehova akaita seɀakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kunaFarao, nokuʋaranda ʋake, nokuʋanhu ʋake; haina‐kusara kunyaŋge neimŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200231 Jehovha akaita sezvakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kuna Farao, nokuvaranda vake, nokuvanhu vake; haana kusara kunyange neimwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Tenzi akaita zvakakumbirwa naMosesi akabvisa mapute enhunzi pana Farao namachinda ake navanhu vake. Hakuna kana nenhunzi imwechete yakasara. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona31 Tenzi akaita zvakakumbirwa naMosesi akabvisa mapute enhunzi pana Farao namachinda ake navanhu vake. Hakuna kana nenhunzi imwechete yakasara. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 uye Jehovha akaita zvaakakumbirwa naMozisi. Nhunzi dzakabva pana Faro nokumachinda ake uye nokuvanhu vake; hakuna nhunzi yakasara. Sien die hoofstuk |