Eksodo 8:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kana ukaramba kuʋatendera, tarira, ndicaroʋa nyika yako yose namataca; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Kana ukaramba kuvatendera, tarira, ndicharova nyika yako yose namatatya; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Chinzwa, kana ukavarambidza kuenda, ndichapa nyika ino dambudziko rebvakanyira ramatafi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Chinzwa, kana ukavarambidza kuenda, ndichapa nyika ino dambudziko rebvakanyira ramatafi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kana ukaramba kuti vaende, ndichatambudza nyika yako yose namatatya. Sien die hoofstuk |