Eksodo 8:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino ŋaŋga dzakati kunaFarao: Munwe waMŋari; asi mŋoyo waFarao wakawomeswa, akasaʋaterera, seɀakaŋga ɀarebga naJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Zvino n'anga dzakati kuna Farao, “Munwe waMwari”; asi mwoyo waFarao wakaomeswa, akasavateerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 N'anga idzi dzakanyevera Farao dzichiti, “Changamire, Mwari bedzi ndiye aita izvi.” Sokureva kwakanga kwaitwa naTenzi, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuteerera Mosesi naAroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 N'anga idzi dzakanyevera Farao dzichiti, “Changamire, Mwari bedzi ndiye aita izvi.” Sokureva kwakanga kwaitwa naTenzi, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuteerera Mosesi naAroni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Nʼanga dzakati kuna Faro, “Uyu munwe waMwari.” Asi mwoyo waFaro wakava mukukutu uye haana kuda kuteerera, sezvakanga zvarehwa naJehovha. Sien die hoofstuk |