Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 7:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ugoti kwaari: Jehova, Mŋari waʋaHeberu, wakandituma kwauri, aciti: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandinamate murenje; ɀino tarira, kuȿikira ɀino hauna‐kunditerera.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ugoti kwaari, ‘Jehovha, Mwari wavaHebheru, akandituma kwauri,’ achiti, ‘Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate murenje; zvino tarira, kusvikira zvino hauna kunditeerera.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Undoti kwaari, ‘Tenzi, Mwari wavaHebheru, akandituma kwamuri neshoko rinoti rega vanhu vangu vaende kundondinamata murenje. Asika, kusvikira pari nhasi hauna kunditeerera.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Undoti kwaari, ‘Tenzi, Mwari wavaHebheru, akandituma kwamuri neshoko rinoti rega vanhu vangu vaende kundondinamata murenje. Asika, kusvikira pari nhasi hauna kunditeerera.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Ipapo uti kwaari, ‘Jehovha, Mwari wavaHebheru, andituma kuti ndizoti kwauri: Rega vanhu vangu vaende, kuitira kuti vanondinamata murenje. Asi kusvikira zvino hauna kunditeerera.’

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 7:16

Volg ons:

Advertensies


Advertensies