Eksodo 6:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndakaɀiratidza kunaAbrahama, nokunaIsaka, nokunaJakobo ndiri Mŋari wamasimba ose, asi ndakaŋga ndisiŋgazikanwi naʋo nezita raŋgu rinonzi JEHOVA. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Ndakazviratidza kuna Abhurahamu, nokunaIsaka, nokunaJakobho, ndiri Mwari waMasimbaose, asi ndakanga ndisingazikanwi navo nezita rangu rinonzi JEHOVHA. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 ndakazviratidza kuna Abhurahamu naIsaki naJakobho ndichizviti Aripagomo, asi handina kunge ndavaudza zita rangu rokuti Yahweh. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 ndakazviratidza kuna Abhurahamu naIsaki naJakobho ndichizviti Aripagomo, asi handina kunge ndavaudza zita rangu rokuti Yahweh. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ndakazviratidza kuna Abhurahama, kuna Isaka, nokuna Jakobho saMwari Wamasimba Ose, asi nezita rangu, Jehovha, handina kuzvizivisa kwavari. Sien die hoofstuk |