Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Eksodo 5:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ipapo Mosesi akadzokera kunaJehova, akati: Ishe, maitireiko ʋanhu aʋa ɀakaipa? Manditumireiko?

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Ipapo Mosesi akadzokera kuna Jehovha, akati, “Ishe, maitireiko vanhu ava zvakaipa? Manditumireiko?

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mosesi akaendazve kuna Tenzi akandoti, “Nhai Tenzi, ko makaitira vanhu venyu zvakaipa zvikadai nemhosva yeiko? Ko zvino makanditumireiko kuno?

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Mosesi akaendazve kuna Tenzi akandoti, “Nhai Tenzi, ko makaitira vanhu venyu zvakaipa zvikadai nemhosva yeiko? Ko zvino makanditumireiko kuno?

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Mozisi akadzokera kuna Jehovha akati, “Haiwa Jehovha, mauyisireiko dambudziko pamusoro pavanhu ava? Ndizvo zvamakanditumira here?

Sien die hoofstuk Kopieer




Eksodo 5:22

Volg ons:

Advertensies


Advertensies